Home Entertainment Zim Celebs Jah Prayzah’s Festive season message to his fans: Stay safe in the...

Jah Prayzah’s Festive season message to his fans: Stay safe in the roads

367
Jah Prayzah

Jah Prayzah’s Festive season message to his fans: Stay safe in the roads. The Kutonga Kwaro hitmaker has joined other celebrities in spear campaigning the road safety measures as we enter into the festive season. There are already a number of accidents that have taken place and killed so many lives. So the singer took to his Instagram account and urged drivers to obey road rules and laws. Check his message below

Kufara kwese kunofanira kusvika pekuti mhedzisiro yacho anenge achingova mafaro bedzi nendangariro dzisingazofi dzakabuda mundangariro kwete misodzi kufunganya kuzvituka nekudemba . Vatyairi vemhando dzese dzemotokari hupenyu hwevanhu dzimwe nguri hurimumaoko enyu naizvozvo hana dzenyu dzinofanira kurova pose paunoona sewodarikidza mitemo yemumugwagwa.

Tichanwa hedu tigodzana kusvika pasi pati ndakunzwai changamire asi mhirizhonga ndiyo yakaita kuti dzimwe hama dzedu dzizofira mutirongo dzimwe dzikaita makore nemakore dzirimo ndokuzobuda mujeri munhu yatove chembere kana hohonwa harahwa hari yofanzirofa.Handina chimwe chandinokushuvirai mukupera nekutanga rimwe gore kunze kwerudo ,mufaro nerugare muzorambawo muchirangarira kuti rugare kudanana naizvozvo rudo ngarwunyumbwire sechitubu chisingafi chakapwa dakara tasanganiswa muna2020 ini wenyu Mukudzeyi ndobva ndakuitirai zviya zvamunofarira.❤️

Source – MbareTimes

In other news – ZACC seize Marry Chiwenga’s 3 minor children

ZACC seize Marry Chiwenga’s 3 minor children. Marry Mubaiwa, the estranged wife of Vice President Chiwenga was on Monday morning formally placed on remand on the charge of attempting to kill her husband, the Vice President.

Mary Chiwenga

Marry was remanded in custody to December 30, 2019, for routine remand. The Harare regional court advised her to apply for bail at the High Court which has jurisdiction over such third schedule offences. Marry appeared in court facing the additional charge of attempting to kill her husband. She was initially charged with the externalization of…continue reading.