Connect with us

Scandals

FB documentaries: Cheating goes wrong, wife uses juju on hubby’s lover, dies after rotting V@G!NA

Published

on

Mai Tonde

FB documentaries: Cheating goes wrong, wife uses juju on hubby’s lover, dies after rotting V@G!NA. So there is this story of Mai Tonde that has gone viral on Facebook. The story is a sad one but it all started with cheating. The lady ( Monica) who was cheating with a married man( Ba Tonde) died a painful death after her privates part started rotting after she was fixed with Mai Tonde the wife of Ba Tonde which she was having an affair with. Mai Tonde caught the two red-handed and decided to use Juju on Monica.

Before Monica died she wrote a message reaching out to Mai Tonde to please reverse the curse that she had did on her but Mai Tonde refused until Monica died. Read the letter below.

TSAMBA FROM MONICA TO MAI TONDERAI

Kuna Mai VaTonderai:

Pamuchaverenga tsamba iyi zivai ndinenge ndaenda kwamupfiganebwe. Chekutanga ndinoda kukukumbirai ruregerererozve nezvandakakuitirai. Munoziwa varume vanonyengera. Ndaiwe ndakaputirwa nerudo Mai Tonde. Sorry zvenyu Mai Tonde. Ndakakukanganisirai hupenyu hwenyu. Asi nhasi ndofa sembwa, kufa ndichibuda honye here Mai Tonde. Paya pamakanditi kuchazvidemba , uchafa uchiora, ndakati idambe. Pazvakatanga kubuda, inga ndakafona ndikati ndaramba babavaTonde wani. Zvino nhai Mai Tonde wadiiwo vandisunungura ndarwadziwa ini.

Inga tete wangu Mai Sandra vakakufonerai vachiti vakuripei, imi mukaramba wani. Chokwadi ndotofa here Mai Tonde. Bvunzai babavaTonde kuti vakapedzesera kundiona riini. Hama dzangu dzakaedza kutaura nemi wani wachida kukuripai, asi maitoramba muchiti handisati ndanzwa butter. Iiiiiii butter ndainzwa, chokwadi kudonha nyama ndichifema here. Madoctors wese kuti havasati vambozviona muhupenyu hwawo😭😭😭. Amai muripiko ndarwadziwa Mai Tonde. Ini ndaenda Mai Tonde. Sara ugarike hama yangu. Mwari ndiwo vanoziva. Ndirikunzwa mweya uchibuda zvishoma nezvishoma Mai Tonde iwe. Ko vana vangu vanodiiko. Aaaa amai ndademba imi. Anyway bye Mai Tonde
Yours Monica
Dying with regrets.

Admin ndini sis VaMonica ashaya kuma 4am this morning. Tsamba iyo Monica akainyorera mai Vatonde nezuro manheru.

Sister’s Note: IiiiiiiMai Tonde watibaya panyama nhete. Pazvakatanga hatina kuziva kuti zvichasvika pakadai. Zvisinei ndizvozvamasarudza mai Tonderai. Hope u will find peace nemurume wenyu. Asi iiiiii haaa vatiparadza kani. Thank you all for the condolences messages group. Our hearts are bleeding and broken. We need your prayers especially for the kids.

Source – MbareTimes

In other news – SA rapper AKA has a message for all Zimbabweans: Pics

SA rapper AKA has a message for all Zimbabweans: Pics. The singer has a good relationship with Zimbabwe. He knows he has a huge fan base in this country and he has been connected with it since the day he knew Zimbabwe loves him. He has held shows here and has often Tweeted about Tendai Mtawarira and Zim.

AKA Tweets

In fact, when South Afric’s National Rugby team won the World Cup he was the one who was quick to congratulate Zimbabwe also saying remember…continue reading.

news@mbaretimes.com

Entertainment

Trending

Copyright © 2021 - news@mbaretimes.com