Home Scandals FB diaries: Woman finds daughter ontop of hubby, reveals she is 4-months...

FB diaries: Woman finds daughter ontop of hubby, reveals she is 4-months pregnant

couple touching

FB diaries: Woman finds daughter ontop of hubby, reveals she is 4-months pregnant.  We all know social media sometimes ids used for having fun and sharing wonderful things with the rest of the world right? but it can also be a platform to share our troubles as well no matter what the world may think of the issue.

Below is a touching story of a woman who found her daughter having s.e.x with her stepfather. Read the details below, the story has since gone viral on social media…

Sorry salo nda poster ne mistake ndiri mukadzi ane 36 uye ndine mwana wangu 1 ndoitwa (mai shanel) shanel ane 20yrs baba vake vakashayaika kubva zvafa baba vake ndakatambura kuti ndigone kuraramisa mwana wangu ndakatombosvika pakurara muma park hupenyu hwarema asi handina kufunga kurasa mwana wangu ndakazo nhongwa wo nemumwe munhu anove akanditora na shanny akatichengeta ndichimushandira ayiva mukadzi zvaive zvakaoma asi ndotenda mwari taive nepekurara mukufamba kwenguva ndakazoitawo boyfriend yangu takava serious ndakazonororwa ndokugamuchirwa nemwana wangu.

Mai Shanny

Ndakachata zvese shanny was happy hupenyu hwakatanga kufaya asi nhumbu handina kubata until today ndiri munhu anoswera achi hustler kunze kuti ndisamirira dunk kubva kumurume mwana wangu hapana chanoshuvira kuve nacho ma course ndakamuitisa hobho.shany na hubby vaiwirirana handina kuzviisa musoro nekuti hapana chandaifungira nezuro sunday ndakaenda ku church shany akati arikunzwa musoro huby akati arikuenda kubasa zvisinei ndakasvika ku church ndokunzwa ndichizarirwa ndobva ndadzokera kumba veduww ndakasvika shany aripamusoro pa hubby vachiitira s.e.x pa sofa veduwe handina simba shany urimo muno mu group mwanangu.

Ndavaona handina kukwanisa kutaura anything hubby akanditi uri ngomwa hausi kundiitira mwana at least mwana wako shis preg yangu veduwe ndiri kuchema ndatadza kuzvigamuchira.shany chaakakwanisa kundiudzawo ndechekuti hauzvare iwe ndakaenda ku n’anga kuti usazvare nekuti ndaida ku share murume newe😭😭shany why mwanangu izvozvi murume arongedza ma bag angu anditi buda ndakuda kugara ne mwana wako shany ndiye nyakubetedza murume wedu ku packer izvozvi ndanzi kusvika na 2 mofanira kunge mabuda handina simba kana rekurwisana navo hanzi shis 4 month preg veduwe ndarwadziwa shany mhosva yangu ndeyei ndakakutadzira chii wakatadza kutsvaga wako here murume mwanangu chii chandaisakuitira mwanangu kusvika pakundivenga zvekuti waka dzvura moyo wangu kundibaya kudaro.😭😭😭

Source – MbareTimes

In other news – Chitungwiza man arrested for robbing people at night pretending to be a sexxy woman! Pics

Chitungwiza man arrested for robbing people at night pretending to be a sexxy woman! Pics. There was drama in Chitungwiza after a man parading to be a woman was busted after robbing men.Chi-Town man arrested

The pictures of the man have since circulated on social media. According to rumours from the streets, the man was doing this…Learn More.