Home Scandals Zuva Habane: Benefits of having MAT!NJI/L@BIA

Zuva Habane: Benefits of having MAT!NJI/L@BIA

Amanda Habane Zuva

Zuva Habane: Benefits of having MAT!NJI. The Tete of social media has struck again. The socialite/businesswoman and social media’s Tete has some advice for all the young girls out there. The self-proclaimed Tete is known for addressing social issues that many call taboos but she addresses them anyway.

She has helped a lot of people and makes them learn real lives issues them many parents feel shy to talk to about their kids especially the mother and daughter relationship. Remember nowadays there are no Tetes and sekurus to give advice to our generation and our parents are either too busy working for us, or too shy to discuss such issues with their kids. Today she is sharing information on the importance of having L@BIA

YOU NEED TO KNOW ABOUT MATINJI CHEKUTANGA HECHI Regai titange nekugadzirisa information yamakakura muchiudzwa and yamuchiri kuudzwa nanhasi kwamunomboudzwa zvesviro, inove isiri yechokwadi. HANZI MATINJI ANODHONZERWA MURUME Wrong and false! Matinji haasi emurumeba kwete.Ikoko kunyeba.

Matinji ndeako iwe mukadzi. Why and how? Matinji anoita mabasa aya pamukadzi: a) Matinji anobatsira kuti beche rako rigare rine higher temperature., beche ripise and rinopisa kukunda beche risina.Thats why murume achiti akazosangana nebeche rine matinji anoti riri kunaka nekudziya more.

Otopenga naro. Zviri pachena ka izvo. b) Matinji play a very crucial part pakudzivirira fading yepama pantie or tumwe tuma bacteria kuti tusapinde mubeche mako. Fading iyi ndiyo inokonzera ma candida among other causes. c) Matinji anowedzera sensation yebeche pakuti they increase surface area inenge yave exposed ku stimulation. Just like how mukadzi ane chibhinzi chihombe (monster cl!t),achinakirwa nesviro kukunda ane ka normal clit or ane kaduku.

Reason yazvo ndeyekuti muscle iya iri pamurume inonzi cavernosum inomis mboro pabeche rako mukadzi pane two ma muscles iwayo. So blood rinenge rakufanira kuti riuye kuzvimbisa matinji rinenge rawanda hence more kunakirwa. Chinoita kuti mboro imire iblood flow. Chinoita kuti beche rizvimbe kana ratota iblood flow.

Wapabataka apo? Vakuru vedu vakare vakazviita but vasingazive kuti sei zvichiwedzera kunaka kwemukadzi ivo voti manje mukadzi anofanira kunakira murume yet mukadzi anotowedzera kunakirwa iye. So haufaniri kunziba dhonza kuitira murume wako or kunzi unogona kusangana nemurume asimangade.

Ko anogomada kana kusamada kuti ndeake here? It is done for your pleasure iwewe. Zvakangofanana nekunzi bvisa chibhinzi or kuudzawo murume kuti bviswa foresk!n. The foresk!n is the part yemboro yemurume ine feeling rese. Ndeyake foresk!n, just like matinji ndeako iwewe. Hazvinganziba murume checheudzwa in case unosangana nemukadzi asingade foresk!n.

Source – MbareTimes

In other news – New picture of Grace Mugabe goes viral on social media

New picture of Grace Mugabe goes viral on social media. In our last post of the former First Lady, we showed you how she was doing on the business side of things right? Now we back again and this time is the physical side of things.Mama Grace

It seems the former First Lady is now occupied with her farm work and to have gone full time into farming. Grace Mugabe was…Learn More.