Connect with us

Zim Celebs

Mai Titi living her best life in America

Published

on

Mai Titi living her best life in America: Pics. Mai Titi is in America having a tour of the Nation and it seems she is one of the best moments of her life. Judging from the pictures she is posting on her Social media accounts. Check the pictures below and some of the captions she posted…

Murandakadzi touring New York 🥰 @maitsdiaries. She said: “I will be touring in these cities, Washington DC, Arizona, California, Hollywood, Chicago, Dallas Texas ,Miami Florida. If you happen to be in any of these places and you wanna hook up? App me on +263773633381. Also if you want to book me for your events here in America im available. All details of where exactly I will be to follow soon. I love you❤️.

Mai Titi

Respect yourself enough to walk away from anything that nolonger serves ,grows you or makes you happy.

FelistasNdakaona vamwe sisi vanozviti Juli vachiti ndichasungwa kuAmerica vachifunga kuti ndirikupenga vaudzeyi kuti kuAmerica kutori nemapenzi anogara muroad akatopfuura inini, vozomhanyira ini zvangu benzi rine swag 😂musazviite vazivi ana juli tangayi mauya kuAmerica kwete kuzviita full of you know.

Mai Titi America

Itayi maskits enyu kuGermany hamusat makambotiona tichikuudzay kuti muchasungirwa hu popayi hwenyu, don’t control us you don’t own America pane vanotofamba nemabhurugwa musatityisidzire purizi hatina kubva kwadotito. Imi kungopinda muGermany makutozviita varungu tigarireyi pasi. I’m proud of what I do chihwindi ichocho pfeee nacho kuAmerica.

Mai Titi and Felistas

MaActors hobho imomo they know who’s mental and who s not . Ndangoti ndikuudze kuti handsat ndatanga ndinenge ndisina bhurugwa pa Hollywood apa soon , imi muchingocommenta ana know it all. Yours truly Amai Tt vakaendeswa kuAmerica nedzungu ✈️✈️✈️✈️🇺🇸.

Source – MbareTimes

 

news@mbaretimes.com

Entertainment

Trending

Copyright © 2021 - news@mbaretimes.com